Psalms 89:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, Jehova, Mŋari wehondo, Ndianiko unesimba, wakafanana nemi, Jehova? Kutendeka kwenyu kunokukomberedzai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha Mwari Wamasimba Ose, ndianiko akaita semi? Mune simba, imi Jehovha, uye kutendeka kwenyu kunokupoteredzai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI Mwari wehondo nehondo ndiani ane simba semi, TENZI nokutendeka kwenyu uku muna zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, Jehovha, Mwari wehondo, Ndianiko ane simba, akafanana nemi, Jehovha? Kutendeka kwenyu kunokukomberedzai.
Shona 2009?
Haiwa, Jehovha, Mwari wehondo, Ndianiko ane simba, akafanana nemi, Jehovha? Kutendeka kwenyu kunokukomberedzai.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa, Jehovha, Mwari wehondo, Ndianiko ane simba, akafanana nemi, Jehovha? Kutendeka kwenyu kunokukomberedzai.