Psalms 89:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndimi munoɓata kuɀikudza kweguŋgwa; Kana mafuŋgu aro acisimuka, ndimi munoanyaradza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munotonga pamusoro pokusunda kwegungwa; mafungu aro paanosimuka, munoanyaradza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi munotonga kusimuka kwamasaisai, kana osimuka munoanyaradza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndimi munobata kuzvikudza kwegungwa; Kana mafungu aro achisimuka, ndimi munoanyaradza.
Shona 2009?
Ndimi munobata kuzvikudza kwegungwa; Kana mafungu aro achisimuka, ndimi munowanyaradza.
Shona SUB 2002 Bible
Ndimi munobata kuzvikudza kwegungwa; Kana mafungu aro achisimuka, ndimi munoanyaradza.