Psalms 9:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti iye, unotsiʋa ropa, unoʋaraŋgarira; Haakaŋganwi kucema kwaʋarombo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti iye anotsiva ropa anorangarira; haashayiri hanya kuchema kwavanotambudzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti, iye, anotsividza ropa radeurwa, anovayeuka. Haakanganwi kuchema kwavari munhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti iye, anotsiva ropa, anovarangarira; Haakanganwi kuchema kwavarombo.
Shona 2009?
Nokuti iye, anotsiva ropa, anovarangarira; Haakangamwi kuchema kwavarombo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti iye, anotsiva ropa, anovarangarira; Haakanganwi kuchema kwavarombo.