Psalms 9:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakaɀiziʋisa, wakatoŋga; Wakaipa wakateyiwa neɓasa ramaʋoko ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha anozivikanwa nokururamisira kwake; vakaipa vakateyiwa namabasa amaoko avo. Higayoni Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI anozviratidza agotonga, vakaipa vachiteiwa nezvavanoita namaoko avo. Moimbira pasi, Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha wakazvizivisa, akatonga; Akaipa wakateyiwa nebasa ramaoko ake.
Shona 2009?
Jehovha wakazvizivisa, akatonga; Akaipa wakateyiwa nebasa ramaoko ake.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akazvizivisa, akatonga; Akaipa wakateyiwa nebasa ramaoko ake.