Psalms 9:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makatuka ʋahedeni, makaparadza ʋakaipa, Makadzima zita raʋo nokusiŋgaperi‐peri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makatuka ndudzi mukaparadza vakaipa; makadzima zita ravo nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makapa vechirudzi mhosva mukaparadza vakaipa, makadzimawo zita ravo narini narini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makatuka vahedheni, makaparadza vakaipa, Makadzima zita ravo nokusingaperi-peri.
Shona 2009?
Makatuka vahedheni, makaparadza vakaipa, Makadzima zita ravo nokusingaperi-peri.
Shona SUB 2002 Bible
Makatuka vahedheni, makaparadza vakaipa, Makadzima zita ravo nokusingaperi–peri.