Psalms 9:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaʋeŋgi ʋakapera, ʋakaparadzwa nokusiŋgaperi; Makaparadza maguta aʋo, Neciyeʋudzo cawo cakaparara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuparadzwa kusina magumo kwakakunda muvengi, makadzura maguta avo; kunyange chiyeuchidzo chavo chakaparara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vavengi vakatsvairwa; vava matongo nokusingaperi. Maguta avo angove matongo zvokurangarirwa havachamborangarirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vavengi vakapera, vakaparadzwa nokusingaperi; Makaparadza maguta avo, Nechiyeudzo chawo chakaparara.
Shona 2009?
Vavengi vakapera, vakaparadzwa nokusingaperi; Makaparadza maguta avo, Nechiyeudzo chawo chakaparara.
Shona SUB 2002 Bible
Vavengi vakapera, vakaparadzwa nokusingaperi; Makaparadza maguta avo, Nechiyeudzo chawo chakaparara.