Psalms 9:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucatoŋga nyika nokururama, Ucatoŋga ʋanhu ɀakafanira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achatonga nyika nokururama; achatonga marudzi nokururamisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye, anotonga pasi pose zvakarurama anotongawo marudzi avanhu pachokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achatonga nyika nokururama, Achatonga vanhu zvakafanira.
Shona 2009?
Achatonga nyika nokururama, Achatonga vanhu zvakafanira.
Shona SUB 2002 Bible
Achatonga nyika nokururama, Achatonga vanhu zvakafanira.