Psalms 90:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munyeŋgetero waMosesi, munhu waMŋari. Ishe, makaŋga muri ʋugaro bgeɗu Pamarudzi namarudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munyengetero waMozisi munhu waMwari. [1] Jehovha, imi makanga muri ugaro hwedu kubva kumarudzi namarudzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI ndimi manga muri musha wedu pazvizvarwa zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe, makanga muri ugaro hwedu Pamarudzi namarudzi.
Shona 2009?
Ishe, makanga muri ugaro bwedu Pamarudzi namarudzi.
Shona SUB 2002 Bible
Ishe, makanga muri ugaro hwedu Pamarudzi namarudzi.