Psalms 90:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko unoziʋa simba rokutsamŋa kwenyu, Nehasha dzenyu, kuti mutyiwe ɀakafanira here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko anoziva simba rokutsamwa kwenyu? Nokuti hasha dzenyu dzakakura sokutyiwa kwakakufanirai imi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani anoziva panosvika hasha dzenyu. Hasha dzenyu dzakangoenzana nokutyisa kwenyu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko anoziva simba rokutsamwa kwenyu, Nehasha dzenyu, kuti mutyiwe zvakafanira here?
Shona 2009?
Ndianiko anoziva simba rokutsamwa kwenyu, Nehasha dzenyu, kuti mutyiwe zvakafanira here?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko anoziva simba rokutsamwa kwenyu, Nehasha dzenyu, kuti mutyiwe zvakafanira here?