Psalms 90:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tifadzei ɀinoenzana namazuʋa amakatitambudza, Namakore atakaʋona ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tifadzei zvinoenzana namazuva amakatitambudza, samakore mazhinji atakaona nhamo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tipeiwo kufara kwamazuva akaenzana namazuva amakatirwadzisa uye kwamakore atakaona nhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tifadzei zvinoenzana namazuva amakatitambudza, Namakore atakaona zvakaipa.
Shona 2009?
Tifadzei zvinoenzana namazuva amakatitambudza, Namakore atakaona zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Tifadzei zvinoenzana namazuva amakatitambudza, Namakore atakaona zvakaipa.