Psalms 90:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makomo asati aɀarwa, Musati matoŋgosika nyika nevu, Kubva pakusiŋgaperi kuȿikira pakusiŋgaperi imi muri Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makomo asati azvarwa uye musati mabudisa nyika nepasi rose, kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi muri Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makomo asati aberekwa musati masika nyika napasi pose. Muri Mwari narini narini, chingo nechingo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makomo asati azvarwa, Musati matongosika nyika nevhu, Kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi imi muri Mwari.
Shona 2009?
Makomo asati azvarwa, Musati matongosika nyika nevhu, Kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi imwi muri Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Makomo asati azvarwa, Musati matongosika nyika nevhu, Kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi imi muri Mwari.