Psalms 90:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munodzosera munhu kuguruʋa; Muciti: Dzokai ʋana ʋaʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munodzosera vanhu kuguruva zvakare, muchiti, “Dzokerai kuguruva, imi vanakomana vavanhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munopindura munhu kuva huruva munongoti vanhu, “Dzokerai kune zvamakanga muri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munodzosera munhu kuguruva; Muchiti, “Dzokai vana vavanhu.”
Shona 2009?
Munodzosera munhu kuguruva; Muchiti, "Dzokai vana vavanhu."
Shona SUB 2002 Bible
Munodzosera munhu kuguruva; Muchiti, “Dzokai vana vavanhu.”