Psalms 90:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kwamuri makore anecuru Akaŋgofanana nezuʋa razuro kana rapfuʋura, Seŋguʋa yokurinda yoʋusiku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti pamberi penyu makore chiuru akangofanana nezuva richangopfuura, kana senguva yokurinda usiku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti churu chamakore kwamuri chakangoita sazuro kana chapfuura kana sakanguvana kokugaririra usiku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kwamuri makore ane chiuru Akangofanana nezuva razuro kana rapfuura, Senguva yokurinda yousiku.
Shona 2009?
Nokuti kwamuri makore ane chiuru Akangofanana nezuva razuro kana rapfuura, Senguva yokurinda yousiku.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kwamuri makore ane chiuru Akangofanana nezuva razuro kana rapfuura, Senguva yokurinda yousiku.