Psalms 91:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hapana cakaipa ciŋgakuwira, Ʋuye hapanehosha icasweɗera patente rako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo hapana chakaipa chichakuwira, hakuna njodzi ichasvika patende rako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana chakaipa chinokuwira kana denda rinosvikawo pamusha pako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hapana chakaipa chingakuwira, Uye hapana hosha ichaswedera patende rako.
Shona 2009?
Hapana chakaipa chingakuwira, Uye hapana hosha ichaswedera patende rako.
Shona SUB 2002 Bible
Hapana chakaipa chingakuwira, Uye hapana chirwere chichaswedera patende rako.