Psalms 91:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀaakandiɗa, ndicamurwira; Ndicamuisa pakakwirira, nokuti wakaziʋa zita raŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nokuti anondida,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “neni ndichamununura; ndichamudzivirira, nokuti anoziva zita rangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pokuti anoita chiname neni ndichamununura norudo. Ndichamudzivirira nokuti anoziva zita rangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvaakandida, ndichamurwira; Ndichamuisa pakakwirira, nokuti wakaziva zita rangu.
Shona 2009?
"Zvaakandida, ndichamurwira; Ndichamuisa pakakwirira, nokuti wakaziva zita rangu.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvaakandida, ndichamurwira; Ndichamuisa pakakwirira, nokuti wakaziva zita rangu.