Psalms 91:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye ucaɗana kwandiri, ndicamupindura; Ini ndicaʋa naye pakutambudzika; Ndicamurwira, nokumukudza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achadana kwandiri, uye ndichamupindura; ndichava naye pakutambudzika, ndichamurwira uye ndichamukudza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akadana kwandiri ndichamupindura; ndichava naye munhamo; ndichamununura ndichimuremekedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye achadana kwandiri, ndichamupindura; Ini ndichava naye pakutambudzika; Ndichamurwira, nokumukudza.
Shona 2009?
Iye achadana kwandiri, ndichamupindura; Ini ndichava naye pakutambudzika; Ndichamurwira, nokumukudza.
Shona SUB 2002 Bible
Iye achadana kwandiri, ndichamupindura; Ini ndichava naye pakutambudzika; Ndichamurwira, nokumukudza.