Psalms 91:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicati pamsoro paJehova: Ndiye ʋutiziro bgaŋgu nenhare yaŋgu; Iye Mŋari waŋgu, wandinoʋimba naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichati pamusoro paJehovha, “Ndiye utiziro hwangu nenhare yangu, Mwari wangu, wandinovimba naye.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
anogona kuti kuna TENZI, “Ndimi diziro rangu nhare.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichati pamusoro paJehovha, “Ndiye utiziro hwangu nenhare yangu, Iye Mwari wangu, wandinovimba naye.”
Shona 2009?
Ndichati pamusoro paJehovha, "Ndiye utiziro hwangu nenhare yangu, Iye Mwari wangu, wandinovimba naye."
Shona SUB 2002 Bible
Ndichati pamusoro paJehovha, “Ndiye utiziro hwangu nenhare yangu, Iye Mwari wangu, wandinovimba naye.”