Psalms 91:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti iye ucakurwira parugombe rwomuteyi weshiri, Napahosha inoʋuraya ɀikuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo achakuponesa parugombe rwomuteyi napadenda rinouraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti achakununura kumunhu anokuteya zvakaipa uye kudenda rinoparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti iye achakurwira parugombe rwomuteyi weshiri, Napahosha inouraya zvikuru.
Shona 2009?
Nokuti iye achakurwira parugombe rwomuteyi weshiri, Napahosha inouraya zvikuru.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti iye achakurwira parugombe rwomuteyi weshiri, Napachirwere chinouraya zvikuru.