Psalms 91:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hauŋgatyi cinhu cinovundusa ʋusiku, Kana museʋe unofurwa masikati;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haungatyiswi nokuvhundusa kwousiku, kana museve unopfurwa masikati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinotyisa zvousiku hauzozvitya kana museve unokandwa masikati.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haungatyi chinhu chinovhundusa usiku, Kana museve unofurwa masikati;
Shona 2009?
Haungatyi chinhu chinovhundusa usiku, Kana museve unofurwa masikati;
Shona SUB 2002 Bible
Haungatyi chinhu chinovhundusa usiku, Kana museve unofurwa masikati;