Psalms 91:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana hosha inofamba murima, Kana kuparadza kunoʋuraya masikati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana hosha inofamba murima, kana denda rinoparadza masikati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mharadzi dzinofamba murima, nyange zvinoparadza masikati machena.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana hosha inofamba murima, Kana kuparadza kunouraya masikati.
Shona 2009?
Kana hosha inofamba murima, Kana kuparadza kunouraya masikati.
Shona SUB 2002 Bible
Kana chirwere chinofamba murima, Kana kuparadza kunouraya masikati.