Psalms 91:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurutiʋi rwako kucawa ʋanegumi ramazana, Nezana ramazana paruʋoko rwako rworudyi; Asi haɀiŋgasweɗeri kwauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chiuru chingawa parutivi rwako, zviuru gumi kurudyi rwako, asi hazvingaswederi kwauri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kurutivi rwako kungawire zvako churu kurudyi kwako kugowira gumi rezviuru asi iwe hapana chinokusvika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurutivi rwako kuchawa vane gumi ramazana, Nezana ramazana paruoko rwako rworudyi; Asi hazvingaswederi kwauri.
Shona 2009?
Kurutivi rwako kuchawa vane gumi ramazana, Nezana ramazana paruoko rwako rworudyi; Asi hazvingaswederi kwauri.
Shona SUB 2002 Bible
Kurutivi rwako kuchawa vane gumi ramazana, Nezana ramazana paruoko rwako rworudyi; Asi hazvingaswederi kwauri.