Psalms 91:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaŋgoɀitarira hako nameso ako, Ukaʋona muɓayiro waʋakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchangozviona nameso ako chete, uye uchaona kurangwa kwavakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uchangozvitarisawo nameso kuti uone mubayiro wavakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchangozvitarira hako nameso ako, Ukaona mubayiro wavakaipa.
Shona 2009?
uchangozvitarira hako nameso ako Ukaona mubayiro wavakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Uchangozvitarira hako nameso ako, Ukaona mubairo wavakaipa.