Psalms 92:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi runyaŋga rwaŋgu makarusimudza sorunyaŋga rwenyati; Ndakazodzwa namafuta matȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makasimudzira runyanga rwangu sorwenyati; mafuta akaisvonaka akadururirwa pamusoro pangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi makandisimbaradza senyanga yenyati, makandizodza namafuta mutsva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi runyanga rwangu makarusimudza sorunyanga rwenyati; Ndakazodzwa namafuta matsva.
Shona 2009?
Asi runyanga rwangu makarusimudza sorunyanga rwenyati; Ndakazodzwa namafuta matsva.
Shona SUB 2002 Bible
Asi runyanga rwangu makarusimudza sorunyanga rwenyati; Ndakazodzwa namafuta matsva.