Psalms 92:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasimŋa mumba maJehova Ʋacakura muʋazhe dzaMŋari weɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
wakadyarwa muimba yaJehovha, vachakura kwazvo muvanze dzaMwari wedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanosimwa muimba yaTENZI, vanobudirira mumipanda yaMwari wedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasimwa mumba maJehovha Vachakura muvazhe dzaMwari wedu.
Shona 2009?
Vakasimwa mumba maJehovha Vachakura muvazhe dzaMwari wedu.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasimwa mumba maJehovha Vachakura muvazhe dzaMwari wedu.