Psalms 92:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti ʋaparidze kuti Jehova wakarurama; Ndiye ɗombo raŋgu, hapanecinhu cisina‐kururama maari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachiparidza kuti, “Jehovha akarurama; ndiye Dombo rangu, uye maari hamuna chakaipa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuratidza kuti TENZI ari pachokwadi ndiye dombo rangu maari hamuna chakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti vaparidze kuti Jehovha akarurama; Ndiye dombo rangu, hapana chinhu chisina kururama maari.
Shona 2009?
Kuti vaparidze kuti Jehovha akarurama; Ndiye dombo rangu, hapana chinhu chisina kururama maari.
Shona SUB 2002 Bible
Kuti vaparidze kuti Jehovha akarurama; Ndiye dombo rangu, hapana chinhu chisina kururama maari.