Psalms 92:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuparidza ʋunyoro bgenyu maŋgwanani, Nokutendeka kwenyu ʋusiku bgose,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuparidza rudo rwenyu mangwanani nokutendeka kwenyu usiku,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuparidza mwoyochena wenyu mangwanani uye kutendeka kwenyu usiku
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuparidza unyoro hwenyu mangwanani, Nokutendeka kwenyu usiku hwose,
Shona 2009?
Kuparidza unyoro bwenyu mangwanani, Nokutendeka kwenyu usiku hwose,
Shona SUB 2002 Bible
Kuparidza unyoro hwenyu mangwanani, Nokutendeka kwenyu usiku hwose,