Psalms 92:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti imi, Jehova, makandifadza neɀamakaita; Ndicafara kwaɀo namaɓasa amaʋoko enyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti munondifadza namabasa enyu, imi Jehovha; ndinoimba nomufaro nokuda kwamabasa amaoko enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti imi TENZI makaita kuti ndifare nebasa renyu. Ndinopururudzira basa ramaoko enyu norufaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti imi, Jehovha, makandifadza nezvamakaita; Ndichafara kwazvo namabasa amaoko enyu.
Shona 2009?
Nokuti imi, Jehovha, makandifadza nezvamakaita; Ndichafara kwazvo namabasa amaoko enyu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti imi, Jehovha, makandifadza nezvamakaita; Ndichafara kwazvo namabasa amaoko enyu.