Psalms 92:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maɓasa enyu akakura seiko, Jehova! Mifuŋgo yenyu yakadzika kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, mabasa enyu makuru seiko, ndangariro dzenyu dzakadzika sei!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakusi kukura ikoko kwakaita mabasa enyu TENZI. Pfungwa dzenyu dzakadzama zvikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mabasa enyu akakura seiko, Jehovha! Mifungo yenyu yakadzika kwazvo.
Shona 2009?
Mabasa enyu akakura seiko, Jehovha! Mifungo yenyu yakadzika kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Mabasa enyu akakura seiko, Jehovha! Mifungo yenyu yakadzika kwazvo.