Psalms 92:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋakaipa ʋacimera soʋuswa, Ʋuye kana ʋaiti ʋose ʋeɀakaipa ʋacikura; Ɀinoitwa kuti ʋaparadzwe nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti kunyange vakaipa vachimera souswa, uye vaiti vezvakaipa vose vachikura, vachaparadzwa nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokuti kunyange zvazvo vakaipa vangatutumuke kukura souswa uye kuti vaiti vezvakaipa vangabudirire zvavo, chavo kuparadzwa nokusingaperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vakaipa vachimera souswa, Uye kana vaiti vose vezvakaipa vachikura; Zvinoitwa kuti vaparadzwe nokusingaperi.
Shona 2009?
Kana vakaipa vachimera souswa, Uye kana vaiti vose vezvakaipa vachikura; Zvinoitwa kuti vaparadzwe nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vakaipa vachimera souswa, Uye kana vaiti vose vezvakaipa vachikura; Zvinoitwa kuti vaparadzwe nokusingaperi.