Psalms 93:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova unoɓata ʋushe; wakafuka ʋumambo; Jehova wakafuka simba, wakaɀisuŋga ciʋuno naro; Nyika ʋo yakateyiwa, haiŋgazunuŋguswi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha anobata ushe, akashongedzwa noumambo; Jehovha akashongedzwa noumambo uye akafukidzwa nesimba. Nyika yakateyiwa zvakasimba; haingazungunuswi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI anotonga akapfeka ukuru-ukuru, TENZI akapfeka akasunga simba muchiuno. Nyika yakanyatsoti dzii kumira, haimbofa yakazunguzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha anobata ushe; akafuka umambo; Jehovha akafuka simba, akazvisunga chiuno naro; Nyikawo yakateyiwa, haingazununguswi.
Shona 2009?
Jehovha anobata ushe; akafuka umambo; Jehovha akafuka simba, akazvisunga chiuno naro; Nyikawo yakateyiwa, haingazununguswi.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha anobata ushe; akafuka umambo; Jehovha akafuka simba, akazvisunga chiuno naro; Nyikawo yakateyiwa, haingazununguswi.