Psalms 93:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova, nzizi dzakanzwisa, Nzizi dzakanzwisa manzwi adzo; Nzizi dzinonzwisa kutinhira kwadzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, makungwa akasimudza, makungwa akasimudza manzwi awo; makungwa akasimudza mafungu anotinhira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapopopo anosimuka TENZI, mapopopo anoita ruzha; mapopo anotinhira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha, nzizi dzakanzwisa. Nzizi dzakanzwisa manzwi adzo; Nzizi dzinonzwisa kutinhira kwadzo.
Shona 2009?
Jehovha, Nzizi dzakanzwisa manzwi adzo; Nzizi dzinonzwisa kutinhira kwadzo.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha, nzizi dzakanzwisa. Nzizi dzakanzwisa mazwi adzo; Nzizi dzinonzwisa kutinhira kwadzo.