Psalms 94:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova unoziʋa kufuŋga kwaʋanhu, Kuti haɀinamaturo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha anoziva mirangariro yavanhu; anoziva kuti haina maturo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI anoziva pfungwa dzavanhu kuti dzinongova femo zvaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha anoziva kufunga kwavanhu, Kuti hazvina maturo.
Shona 2009?
Jehovha anoziva kufunga kwavanhu,) Kuti hazvina maturo.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha anoziva kufunga kwavanhu, Kuti hazvina maturo.