Psalms 94:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaropafadzwa munhu, unoraŋgwa nemi, Jehova, Iye wamunodzidzisa pamurairo wenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaropafadzwa munhu anorangwa nemi, iyemi Jehovha, munhu wamunodzidzisa pamurayiro wenyu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akakomborerwa zvake munhu wamunoranga TENZI, wamunodzidzisa nemitemo yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaropafadzwa munhu, anorangwa nemi, Jehovha, Iye wamunodzidzisa pamurayiro wenyu;
Shona 2009?
Akaropafadzwa munhu, anorangwa nemi, Jehovha, lye wamunodzidzisa pamurayiro wenyu;
Shona SUB 2002 Bible
Akaropafadzwa munhu, anorangwa nemi, Jehovha, Iye wamunodzidzisa pamurairo wenyu;