Psalms 94:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova haaŋgarashi ʋanhu ʋake, Ʋuye haaŋgasiyi nhaka yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jehovha haangarambi vanhu vake; haangambosiyi nhaka yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti TENZI haafuratiri vanhu vake haangarasi nhaka yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha haangarashi vanhu vake, Uye haangasiyi nhaka yake.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha haangarashi vanhu vake, Uye haangasiyi nhaka yake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha haangarashi vanhu vake, Uye haangasiyi nhaka yake.