Psalms 94:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌai Jehova asaiʋa muɓatsiri waŋgu, Mŋeya waŋgu uŋgaɗai wakakurumidza kugara pakati ŋwii.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai Jehovha asina kundibatsira, ndingadai ndakakurumidza kugara parunyararo rworufu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai ndisina kutozobatsirwawo zvangu naTENZI ndingadai ndavakutogara kunyika yorunyararo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dai Jehovha aisava mubatsiri wangu, Mweya wangu ungadai wakakurumidza kugara pakati mwii.
Shona 2009?
Dai Jehovha aisava mubatsiri wangu, Mweya wangu ungadai wakakurumidza kugara pakati mwii.
Shona SUB 2002 Bible
Dai Jehovha aisava mubatsiri wangu, Mweya wangu ungadai wakakurumidza kugara pakati mwii.