Psalms 94:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa yandakati: Rutsoka rwaŋgu rwotedzemuka; Ŋgoni dzenyu, Jehova, dzakanditsigira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandakati, “Rutsoka rwangu rwotedzemuka,” rudo rwenyu, imi Jehovha, rwakanditsigira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pandaifunga kuti ndavakutsvedza, makandisimbisa nemwoyochena wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panguva yandakati, “Rutsoka rwangu rwotedzemuka;” Ngoni dzenyu, Jehovha, dzakanditsigira.
Shona 2009?
Panguva yandakati, "Rutsoka rwangu rwotedzemuka," Ngoni dzenyu,Jehovha, dzakanditsigira.
Shona SUB 2002 Bible
Panguva yandakati, “Rutsoka rwangu rwotedzemuka;” Ngoni dzenyu, Jehovha, dzakanditsigira.