Psalms 94:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mundaŋgariro dzaŋgu zhinji mukati maŋgu Kunyaradza kwenyu kunofadza mŋeya waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandakava nokufunganya kukuru mandiri, kunyaradza kwenyu kwakandivigira mufaro kumweya wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana zvinondinetsa mumwoyo mangu zvawanda kundinyaradza kwenyu kunondifaranutsa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mundangariro dzangu zhinji mukati mangu Kunyaradza kwenyu kunofadza mweya wangu.
Shona 2009?
Mundangariro dzangu zhinji mukati mangu Kunyaradza kwenyu kunofadza mweya wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Mundangariro dzangu zhinji mukati mangu Kunyaradza kwenyu kunofadza mweya wangu.