Psalms 94:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoʋuŋganira ʋupenyu bgowakarurama, Ʋacipa mhoȿa ropa risinemhoȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanobatana pamwe chete kuti varwise vakarurama, vachipomera mhosva yorufu kuna vasina mhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanoita chirwirangwe kurwisa mururami vachipa mururami asina mhosva yokuti auraiwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanounganira upenyu hwowakarurama, Vachipa mhosva ropa risina mhosva.
Shona 2009?
Vanounganira upenyu hwowakarurama, Vachipa mhosva ropa risina mhosva.
Shona SUB 2002 Bible
Vanounganira upenyu hwowakarurama, Vachipa mhosva ropa risina mhosva.