Psalms 94:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jehova ndiye nhare yaŋgu yakasimba; Mŋari waŋgu iɗombo roʋutiziro bgaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Jehovha ndiye ava nhare yangu, uye Mwari wangu ndiye dombo randinotizira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi TENZI ndiye akava nzvimbo yangu yokuzvidzivirira nayo muhondo uye Mwari wangu akava nhare yangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jehovha ndiye nhare yangu yakasimba; Mwari wangu idombo routiziro hwangu.
Shona 2009?
Asi Jehovha ndiye nhare yangu yakasimba; Mwari wangu idombo routiziro hwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jehovha ndiye nhare yangu yakasimba; Mwari wangu idombo routiziro hwangu.