Psalms 94:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucadzosera pamsoro paʋo kutadza kwaʋo, Ucaʋaparadza pakati pokuipa kwaʋo; Jehova Mŋari weɗu ucaʋaparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye achavatsiva nokuda kwezvivi zvavo, uye achavaparadza nokuda kwezvakaipa zvavo; Jehovha Mwari wedu achavaparadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achavadzorera uipi hwavo achavatsvaira pamusana pokusarurama kwavo TENZI Mwari wedu achavatsvaira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achadzosera pamusoro pavo kutadza kwavo, Achavaparadza pakati pokuita kwavo; Jehovha Mwari wedu achavaparadza.
Shona 2009?
Achadzosera pamusoro pavo kutadza kwavo, Achavaparadza pakati pokuita kwavo; Jehovha Mwari wedu achavaparadza.
Shona SUB 2002 Bible
Achadzosera pamusoro pavo kutadza kwavo, Achavaparadza pakati pokuita kwavo; Jehovha Mwari wedu achavaparadza.