Psalms 94:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanopxanya ʋanhu ʋenyu, Jehova, Ʋacitambudza nhaka yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanopwanya vanhu venyu, imi Jehovha, vanodzvinyirira nhaka yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanopwanya vanhu venyu TENZI vanorwadzisa nhaka yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanopwanya vanhu venyu, Jehovha, Vachitambudza nhaka yenyu.
Shona 2009?
Vanopwanya vanhu venyu, Jehovha, Vachitambudza nhaka yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Vanopwanya vanhu venyu, Jehovha, Vachitambudza nhaka yenyu.