Psalms 94:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoʋuraya cirikadzi nomŋeni, Nenherera ʋanodziʋuraya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanouraya chirikadzi nomweni; vanoponda nherera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanoponda kuuraya chirikadzi nomutorwa vachiuraya zvavo nherera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanouraya chirikadzi nomweni, Nenherera vanodziuraya.
Shona 2009?
Vanouraya chirikadzi nomweni, Nenherera vanodziuraya.
Shona SUB 2002 Bible
Vanouraya chirikadzi nomweni, Nenherera vanodziuraya.