Psalms 95:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaŋga ndineshuŋgu pamsoro porudzi urwo makore makumi manna, Ndikati: Ndiʋanhu ʋakarashika pamŋoyo yaʋo, Haʋana‐kuziʋa nzira dzaŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakatsamwira rudzi urwu kwamakore makumi mana; ndakati, “Ava vanhu vane mwoyo yakatsauka, uye havana kuziva nzira dzangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwamakore makumi mana ndakasema chizvarwa ichocho ndikati, “Vanhu vakarasika ava, vasina hanya nenzira dzangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakanga ndine shungu pamusoro porudzi urwo makore makumi mana, Ndikati, ‘Ndivanhu vakarashika pamwoyo yavo, Havana kuziva nzira dzangu;’
Shona 2009?
Ndakanga ndine shungu pamusoro porudzi urwo makore makumi mana, Ndikati, `Ndivanhu vakarashika pamoyo yavo, Havana kuziva nzira dzangu;'
Shona SUB 2002 Bible
Ndakanga ndine shungu pamusoro porudzi urwo makore makumi mana, Ndikati, ‘Ndivanhu vakarasika pamwoyo yavo, Havana kuziva nzira dzangu;’