Psalms 95:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Guŋgwa nderake, ndiye wakariita; Maʋoko ake akaʋumba nyika yakawoma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gungwa nderake, nokuti ndiye akariita, uye maoko ake akaumba nyika yakaoma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gungwa nderake nokuti ndiye akarisika uye nyika yakaoma, nokuti maoko ake ndiwo akaiumba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Gungwa nderake, ndiye akariita; Maoko ake akaumba nyika yakaoma.
Shona 2009?
Gungwa nderake, ndiye akariita; Maoko ake akaumba nyika yakaoma.
Shona SUB 2002 Bible
Gungwa nderake, ndiye akariita; Maoko ake akaumba nyika yakaoma.