Psalms 95:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndiye Mŋari weɗu, Isu tiri ʋanhu ʋanofudzwa naye, namakwai oruʋoko rwake. Nhasi ɗai mucinzwa henyu inzwi rake!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti ndiye Mwari wedu, uye isu tiri vanhu vanofudzwa naye, makwai anochengetwa naye. Nhasi kana muchinzwa inzwi rake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ndiTENZI wedu isu ndisu vanhu vaanofudza uye tiri hwai dziri mumaoko ake. Dai nhasi mukangoteererawo zvenyu kuizwi rake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndiye Mwari wedu, Isu tiri vanhu vanofudzwa naye, namakwai oruoko rwake. Nhasi dai muchinzwa henyu izwi rake!
Shona 2009?
Nokuti ndiye Mwari wedu, Isu tiri vanhu vanofudzwa naye, namakwai oruoko rwake. Nhasi dai muchinzwa henyu inzwi rake!
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndiye Mwari wedu, Isu tiri vanhu vanofudzwa naye, namakwai oruoko rwake. Nhasi dai muchinzwa henyu izwi rake!