Psalms 95:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa yandakaidzwa namadziɓaɓa enyu, Ʋakandiidza, ʋakaʋona ɀandakaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pandakaedzwa namadzibaba enyu kunyange vakanga vaona zvandakanga ndaita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
madzibaba enyu paakandiedza, vakatsvaka kuona zvandiri, kunyange vakanga vaona mabasa angu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panguva yandakaidzwa namadzibaba enyu, Vakandiidza, vakaona zvandakaita.
Shona 2009?
Panguva yandakaidzwa namadzibaba enyu, Vakandiidza, vakaona zvandakaita.
Shona SUB 2002 Bible
Panguva yandakaidzwa namadzibaba enyu, Vakandiidza, vakaona zvandakaita.