Psalms 96:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
PamberipaJehova, nokuti unoʋuya; Nokuti unoʋuya kuzotoŋga pasi; Ucatoŋga nyika ɀakarurama, Nendudzi nokutendeka kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ichaimba pamberi paJehovha, nokuti anouya, anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika nokururama, uye vanhu nechokwadi chake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kufarira TENZI, nokuti anouya, anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika zvakarurama, achatonga ndudzi zviri pachokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamberi paJehovha, nokuti anouya; Nokuti anouya kuzotonga pasi; Achatonga nyika zvakarurama, Nendudzi nokutendeka kwake.
Shona 2009?
Pamberi paJehovha, nokuti anouya; Nokuti anouya kuzotonga pasi; uchatonga nyika zvakarurama, Nendudzi nokutendeka kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Pamberi paJehovha, nokuti anouya; Nokuti anouya kuzotonga pasi; Achatonga nyika zvakarurama, Nendudzi nokutendeka kwake.