Psalms 97:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Farai munaJehova, imi ʋakarurama; Ʋoŋgai pakuraŋgarira ʋutȿene bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Farai muna Jehovha, imi vakarurama, uye mukudze zita rake dzvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Farai naTENZI imi makarurama tendai zita rake rinoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Farai munaJehovha, imi vakarurama; Vongai pakurangarira utsvene hwake.
Shona 2009?
Farai munaJehovha, imwi vakarurama; Vongai pakurangarira utsvene hwake.
Shona SUB 2002 Bible
Farai muna Jehovha, imi vakarurama; Vongai pakurangarira utsvene hwake.