Psalms 97:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuɗeŋga‐ɗeŋga kunoparidza kururama kwake, Ndudzi dzose dzakaʋona kubginya kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kudenga denga kunoparidza kururama kwake, uye vanhu vose vanoona kubwinya kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Matenga anoparidza ururami hwake vanhu vose vanonzwa mbiri yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kudenga-denga kunoparidza kururama kwake, Ndudzi dzose dzakaona kubwinya kwake.
Shona 2009?
Kudenga-denga kunoparidza kururama kwake, Ndudzi dzose dzakaona kubwinya kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Kudenga–denga kunoparidza kururama kwake, Ndudzi dzose dzakaona kubwinya kwake.