Psalms 97:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zioni rakanzwa ndokufara, Naʋakunda ʋaJuda ʋakafara kwaɀo; Nokuɗa kweɀamakatoŋga, imi Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zioni rinonzwa rigofara uye misha yeJudha inofara nokuda kwezvamakatonga, imi Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Guta reZioni rinozvinzwa rigofara uye tuguta twokwaJudha tugofara pamusana pokutonga kwenyu Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zioni rakanzwa ndokufara, Navakunda vaJudha vakafara kwazvo; Nokuda kwezvamakatonga, imi Jehovha.
Shona 2009?
Ziyoni rakanzwa ndokufara, Navakunda vaJudha vakafara kwazvo; Nokuda kwezvamakatonga, imwi Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zioni rakanzwa ndokufara, Navakunda vaJudha vakafara kwazvo; Nokuda kwezvamakatonga, imi Jehovha.